Nokuti Hamani mwanakomana waHamadhata, muAgagi, muvengi wavaJudha vose, akanga aronga kuparadza vaJudha uye akanga akanda puri, ndiwo mujenya, kuti vaparadzwe nokupedzwa zvachose.