Saka Mozisi akadzokera kuna Jehovha uye akati, “Haiwa vanhu ava vaita chivi chikuru sei! Vazviitira vamwari vegoridhe.