Testamende Yekare

Testamende Itsva

Dhanieri 9:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa Ishe, inzwai! Haiwa Ishe kanganwirai! Haiwa Ishe, inzwai muite! Haiwa Mwari wangu, nokuda kwenyu musanonoka, nokuti vanhu venyu neguta renyu vakatumidzwa Zita renyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 9

Maonero Dhanieri 9:19 akapoteredza