Zabhadhi mwanakomana wake naShutera mwanakomana wake. Ezeri naEreadha vakaurayiwa navarume veGati vakanga vakaberekerwa munyika iyi pavakaburikira kundopamba zvipfuwo zvavo.