78. kubva kurudzi rwaRubheni mhiri kworwizi Jorodhani kumabvazuva kweJeriko vakagamuchirwawo Bhezeri murenje, Jaza,
79. Kedhemoti neMefaati pamwe chete namafuro awo;
80. uye kubva kurudzi rwaGadhi vakagamuchira Ramoti muGireadhi, Mahanaimi,
81. Heshibhoni neJazeri pamwe chete namafuro awo.