Ahabhu akati kuna Eria, “Saka wandiwanaka, muvengi wangu!”Akapindura akati, “Ndakuwana nokuti wazvitengesa kuti uite zvakaipa pamberi paJehovha.