Soromoni akaudzwa kuti, “Tarirai, Adhoniya ari kutya Mambo; hoyo atobata nyanga dzearitari achiti, ‘Mambo Soromoni ngaandipikire nhasi kuti haasi kuzouraya muranda wake nomunondo.’ ”