“Ipapo akabvunza wechipiri akati, ‘Iwe une chikwereti chakadiniko?’“Akapindura akati, ‘Zviero zana zvegorosi.’ Akamuudza kuti, ‘Tora tsamba yako unyore makumi masere.’