“Akapindura achiti, ‘Zviero zana zvamafuta omuorivhi.’“Mutariri akati kwaari, ‘Tora tsamba yako, ugare pasi nokukurumidza, unyore makumi mashanu.’