Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Johani 5:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tinozivawo kuti Mwanakomana waMwari akauya akatipa kunzwisisa, kuitira kuti timuzive iye wechokwadi. Uye tiri maari iye wechokwadi, kunyange muMwanakomana wake Jesu Kristu. Ndiye Mwari wechokwadi noupenyu husingaperi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 5

Maonero 1 Johani 5:20 akapoteredza